mxc-MZ-chimanika_2co_text_reg/03/07.txt

1 line
300 B
Plaintext

\v 7 Zvino kana kushumira kwakauyisa rufu, kwakanga kwakatemwa namavara pamabwe, kwakauya nokubwinya zvokuti vaIsraeri vakanga vasingagoni kuramba vakatarisa pachiso chaMozisi nokuda kwokubwinya kwacho, kunyange kwakanga kuchipfuura hako. \v 8 ko, kushumira kwaMweya hakungavi nokubwinya kukuru here?