mxc-MZ-chimanika_2co_text_reg/01/23.txt

1 line
209 B
Plaintext

\v 23 Ini ndinoti Mwari ndichapupu changu kuti andina kuzouya kuKorinte, nekuti ndakamuzwirai tsitsi. \v 24 Akusi kuda kuyedza kutenda kwenyu takabatanidzwa kuti muwe nerufaro, asi rambai makachinga pakutenda.