\v 21 NdiMwari anotisimbisa munaKristu pamwe chete nemi. uye iye akatidzodza. \v 22 Iye akaisa chisimbisochake kwatiri nepamunamato dzedu, uye akatipaka mweya kuti uwe mumiriri wedu.