mxc-MZ-chimanika_2co_text_reg/01/05.txt

1 line
408 B
Plaintext

\v 5 Skuwanda kwakaita matambudziko aKristu muupenyu wedu, ndiko kuwandawo kwakaita nyaradzo raKristu Kwatiri. \v 6 Asi kutambudzika kuti uwe nyaradzo neruponeso kwamuri; asi Tika nyaradzwa, kunowa kunyaradza kwenyu. Kunyaradzana uku kwakanaka mukaitirana netsitsi matambudziko mamwe saedu. \v 7 Uye kuthembana kwenyu kwakanaka, se zvatino ziwa kuti munomirirana pamatambudziko, miriranaiwo pakunyaradzana.