mxc-MZ-chimanika_2co_text_reg/01/03.txt

1 line
234 B
Plaintext

\v 3 Uye Mwari baba waShe wedu Jeso Kristo ngaakudzwe; Iye ndiye Baba wengoni uye ndiMwari munyaradzi. \v 4 Mwari anotinyaradza pamatambudziko edu, kuti tigonyaradzawo warikutambudzika, tinyaradzane sekunyaradzwa kwatakaitwa naMwari.