mxc-MZ-chimanika_2co_text_reg/12/20.txt

1 line
438 B
Plaintext

\v 20 Asi ndinotya kuti, ini ndikauya, andizomuswikiri sezvandaida, uye manga musingandiswikiri zvamanga maida. Ndinotya kuti panozowa nekusanzvisisana, chanje, kuwengana, newanyengeri, bopoto, chungu nekusarongeka. \v 21 Ndinotya kuti, ndikazodzokera, Mwari wangu achandininipisa pamberi penyu, uye ndicharwadziwa nekuda kwewajinji wakaita zviwi kare, uye asina kutendeuka pakubva kwekusachena kwawo, chiwi cheupombwe neutera wawaakaita.