mxc-MZ-chimanika_2co_text_reg/12/16.txt

1 line
413 B
Plaintext

\v 16 Ngzviwe saizvozvo, nekuti ndakanga ndisiri mutoro pakati penyu; asi, nekuti ndanga ndine njere, ini ndakakubatai nemano. \v 17 Ndakakutorerai chinhu here kubudikidza newarume wandakatuma kwamuri? \v 18 Ndakakurudzira Tito kuti auye kwamuri, uye ndakatumira dzimwe hama kuti dziende pamwechete naye. Tito akakutorerai chginhu here? Atina kufamba nemweya umwe chete here? Uye atina kufamba nenzira imwe chete?