mxc-MZ-chimanika_2co_text_reg/12/11.txt

1 line
428 B
Plaintext

\v 11 Ndakaita benzi! Imwi ndimi makaita kuti ndiite saizvozvo, ndaifanira kunge ndichirumbidzwa nemi. Nekuti andisi mudiki pakati pewapostor wanopfura wamwe wose, kunyangwe ini ndisiri chinhu. \v 12 Zviratidzo zvinoratidza upostora wakakwana zvakaratidzwa pakatipenyu, nezvichamiso neminana. \v 13 Ko, sei imi makanga muri wandiki nedzimwe kereke, kunze kwekuti ndakanga ndisiri mutoro pakati penyu? Ndiregererei pakutadza uku!