mxc-MZ-chimanika_2co_text_reg/12/06.txt

1 line
415 B
Plaintext

\v 6 Kunyangwa ndikada kuzvirumbidza, andinmgawi benzi, nekuti ndinenge ndirikutaura chokwadi; asi andichazvirumbidzi, kuitira kuti pasawe munhu anofunga kuti ndiri mukuru kupfura zvandinoita kana zvandinotaura. \v 7 Kuti ndisanyanye kuzvikudza nekuda kweukuru wendakazarurirwa. Naizvozvo kuti ndisazozvikudza zvakanyanya, ndaka piwa munzwa munyama yangu, mutumwa waSatani kuti anditambudze, kuti ndisazvirumbidze.