mxc-MZ-chimanika_2co_text_reg/12/03.txt

1 line
280 B
Plaintext

\v 3 asi ndinoziwa kuti munhu uyu, kana anga ari mumwiri kana anga asiri andiziwi asi Mwari ndiye anoziwa \v 4 akakwidwa kuParadhiso, akazwa zvinhu zvisingatsananguriki nemachoko. \v 5 Ndichazvirumbidza pamusoro pemnunhu akadai, asi andizvirumbidzi pachangu, kunze kweutera wangu.