mxc-MZ-chimanika_2co_text_reg/12/01.txt

1 line
307 B
Plaintext

\c 12 \v 1 Ndinofanira kuzvirumbidza, kunyangwe apana zvazvinobatsira. Ndichagotaura pamusoro pezviratidzo nezvakazarurwa zvaShe. \v 2 Ndinoziwa mumwe munhu ari muna Kristu, makore gumi namana akapfura, akakwidzwa kudenga rechitatu. Kana zvakaitwa mumwiri kana kunze kwemwiri andizwiziwi; asi Mwari anoziwa.