\v 13 Azvinei, isu atingazvirumbidzi kupfuura migano yakafanira, asi tinogumisa mumigano yatinege tapiwa naMwari. \v 14 Nekuti atigumirwi patiswika kwamuri, uye isu takatanga kuswika kwamuri nara Evhangeri raKristu.