mxc-MZ-chimanika_2co_text_reg/10/11.txt

1 line
273 B
Plaintext

\v 11 Anhu saiwawo anofanira kuziwa kuti zvatiri mumatsamba edu kana tisiripo, ndizvo zvatichawa pakuita kwedu kana tiripo. \v 12 Atisi kuda kuzvienzanisa kana kuzvifananidza newamwe wanozvirumbidza pachawo, kuti kana acipimana kana achizvienzanisa nemumwe, anzvisinsisani.