mxc-MZ-chimanika_2co_text_reg/10/01.txt

1 line
322 B
Plaintext

\c 10 \v 1 Ini, paulo, ndinokuchingisai neunyoro nekuzvidzora kwaKristo, ini ndinozvininipisa kana ndiri pamberi penyu, asi ndinotaurisa nemi kana ndisipo, \v 2 Ndinokukumbirisai zvikuru kuti kana ndisvika kwamuri, ndisazowa nekuchinga kwandinofanira kuwa nako kuna wanhu awo wanofunga kuti tinorarama nemararamire enyika.