mxc-MZ-chimanika_2co_text_reg/08/22.txt

1 line
415 B
Plaintext

\v 22 uye takatumirawo dzimwe nawo. isu takamuedza kakawandisa, asi takaona maari chido chekupata mabasa majinji. Naizvozvo, iwe anozvipatisisa ne kuzvimirira nekuda kwekuwimbika kwake kukuru nemi. \v 23 Kana ari Tito, iye ndiye chamwari yangu nemubati pamwe chete nemi. Nezve hama dzedu, dzakatumirwa nekereke, uye kukudza kwaKristu. \v 24 Saka waratidzei rudorenyu rese, uye muratidze chikodzero chatinokufarirai.