mxc-MZ-chimanika_2co_text_reg/08/10.txt

1 line
396 B
Plaintext

\v 10 Naizvovo, ndichakupangirari kuti zvizokubatsirei. Nerimwe gore masure, manga musati matanga kuita chinhu, asi chido chekuita \v 11 mangamurinacho. Saka zvidzadzisei sechichuwo nechido chamanga murinacho kare, nemiwo muzvidzadzisewo, nepamuno gonanapo. \v 12 Nekuti makamirira kuita mabasa iwawo, izvo zvakanaka uye tinotenderana nazvo. Asi zviwe kuburukidza nezvamurinazvo, kwete zvamusina.