mxc-MZ-chimanika_2co_text_reg/08/06.txt

1 line
261 B
Plaintext

\v 6 Saka, takumbira zvikuru Tito, kuti isu tanga takaritanga kare basa iri, apedzisewo basa iri renyasha kwamuri. \v 7 Nekuti imi munezvese: mukutenda, musoko, muruziwo, mukutionerera nerudo kwatir. naizvozvo ndamuonai kut imiwo mune zvakawandisa pabasa iri.