mxc-MZ-chimanika_2co_text_reg/06/08.txt

6 lines
783 B
Plaintext

<<<<<<< HEAD
\v 8 Kunyangwe mukukudzwa kana mukudzikisirwa, muguhu rakaipa nemuguhu rakanaka; kuwa sewanyegere, asi tire wechokwandi; \v 9 kunge tisigasikanwe, asi tichizikanwa; kunge takafa, asi tiriwapenyu! Tinoragwa nebasa yedu, asi kwete ne kutogwa ne rufu; \v 10 kunge wakatsamwa, asi zuwa ne zuwa tichifara; kunge warombo, asi tichipfuma kajinji; kunge awona chinhu, asi une zwese.
=======
\v 8 mukukudzwa nomukusakudzwa, muguhu rakaipa neguhu rakanaka; tiri vechokwadi, asi tichionekwa savanyengeri; \v 9 tinozivikanwa tichionekwa setisingazivikanwi; tinofa, asi tichiramba tichirarama, tinorohwa asi hatifi; \v 10 savanochema, asi tichigara tichifara; savarombo, asi tichipfumisa vazhinji; setisina chinhu, asi tinazvo zvose.
>>>>>>> eff0b49e44836f30cb98bec89a887de8d791a345