6 lines
613 B
Plaintext
6 lines
613 B
Plaintext
<<<<<<< HEAD
|
|
\v 5 Kana pane munhu akakurwadzisai, haana kurwadzisa ini chete, ndisinga taure masoko akawada. \v 6 Kurangwa kwakaitwa newanhu wajinji kwakamurigana. \v 7 Zwino, kunze kurangwa, unofanira kumuregerera nekumunyaradza, kuti iyi asatakure kutsamwa.
|
|
=======
|
|
\v 5 Kana mumwe akauyisa kuchema, haana kuchemedza ini sokuchemedza kwaakaita imi mose, ndisingatauri mashoko akawanda. \v 6 Kurangwa kwaakaitwa navanhu vazhinji kwakamuringana. \v 7 Asi zvino, munofanira kumuregerera nokumunyaradza, kuitira kuti arege kuodzwa mwoyo kwazvo neshungu dzakanyanya.
|
|
>>>>>>> eff0b49e44836f30cb98bec89a887de8d791a345
|