mxc-MZ-chimanika_2co_text_reg/02/03.txt

6 lines
768 B
Plaintext

<<<<<<< HEAD
\v 3 Ndakanyora nenzira iyi kuitira kuti kana ndasvika ndirege kutsamwiswa ne waya waifanira kundifadza. Ini ndinowimba kuti mufaro wangu wakafanana nemufaro wenyu meese. \v 4 Nekuti ndakakunyorerai nekutabudzika kukuru, nekutsamwa kwemoyo, nekuchema kukuru. Ini ndanga ndisingadi kukuchemedzai; kunze kweizvi, ndaida muziwe rudo randiraro nemi.
=======
\v 3 Ndakanyora nenzira iyi kuitira kuti kana ndasvika ndirege kutsamwiswa navaya vaifanira kundifadza. Ndakanga ndine tariro mamuri mose, kuti muchagoverana neni mumufaro wangu. \v 4 Nokuti ndakakunyorerai ndino kusuwa kukuru, nokurwadziwa mumwoyo uye nemisodzi mizhinji, kwete kuti ndikuchemedzei asi kuti ndikuzivisei udzamu hworudo rwangu kwamuri.
>>>>>>> eff0b49e44836f30cb98bec89a887de8d791a345