mxc-MZ-chimanika_2co_text_reg/01/12.txt

1 line
434 B
Plaintext

\v 12 Isu tinozvikudza nazvo: chapupu chetsitsi dzedu. Asi inyaya yakanaka yeshohwadi kuna yaMwari, yatino taura panyika, nyanye-nyanye nemi. Arisi ruziwo repanyika, asi inyasha dzaMwari. \v 13 Atina kukunyorerai zvinhu zvamusinga kwanisi kana kuzvisisa. Ndinotenda kuti muchatizvisisa zvakanyanya. \v 14 sekutenda kwamatiita nezwatakutaurirai muzvidimbu. Pazuwa raShe wedu Jeso, muchafara nekudakwedi, nesuwo tichafara nekuda kwenyu.