1 line
382 B
Plaintext
1 line
382 B
Plaintext
\v 8 Nekuti atisikuda hama dzesika mirir pamatambudziko atakaona kuAsia. Takakwaniswa kuti tigomirira zvatinoti atizvikawnise, kunyangwe patino rasa tariro rekurarama. \v 9 Azvinei kuti takatongerwa rufu. Nenhawi zwirikuti tisazvithembe asi tithembe Mwari, uya wanosimudza akafa. \v 10 Uyo akatibvisa muzwakaipa, uye acharamba achitibvisa. Uyo watino mira naye, achatisunungurazwe. |