Tue Oct 03 2023 18:43:58 GMT+0200 (South Africa Standard Time)

This commit is contained in:
tsDesktop 2023-10-03 18:44:00 +02:00
parent 7d7dd167d9
commit e12acb0279
3 changed files with 4 additions and 2 deletions

View File

@ -1 +1 @@
\v 6 \v 7 Kunyangwa ndikada kuzvirumbidza, andinmgawi benzi, nekuti ndinenge ndirikutaura chokwadi; asi andichazvirumbidzi, kuitira kuti pasawe munhu anofunga kuti ndiri mukuru kupfura zvandinoita kana zvandinotaura. Kuti ndisanyanye kuzvikudza nekuda kweukuru wendakazarurirwa. Naizvozvo kuti ndisazozvikudza zvakanyanya, ndaka piwa munzwa munyama yangu, mutumwa waSatani kuti anditambudze, kuti ndisazvirumbidze.
\v 6 Kunyangwa ndikada kuzvirumbidza, andinmgawi benzi, nekuti ndinenge ndirikutaura chokwadi; asi andichazvirumbidzi, kuitira kuti pasawe munhu anofunga kuti ndiri mukuru kupfura zvandinoita kana zvandinotaura. \v 7 Kuti ndisanyanye kuzvikudza nekuda kweukuru wendakazarurirwa. Naizvozvo kuti ndisazozvikudza zvakanyanya, ndaka piwa munzwa munyama yangu, mutumwa waSatani kuti anditambudze, kuti ndisazvirumbidze.

1
12/08.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Katatu ndakakumbira Mwari kuti aubvise

View File

@ -107,6 +107,7 @@
"11-32",
"12-title",
"12-01",
"12-03"
"12-03",
"12-06"
]
}