Tue Oct 03 2023 19:27:58 GMT+0200 (South Africa Standard Time)
This commit is contained in:
parent
d3072e9a45
commit
30630bc6fa
|
@ -1 +1 @@
|
|||
Ndakakumbira katatu kunaShe, kuti aubvise pandiri. asi iye akati: Nyasha dzangu dzakakukwanira; "Nekuti simba rangu rinodzadzisa muutera". Naizvozvo ndichanyanya kuzvirubidza pamusoro peutera wangu, kuitira kuti simba raKristu riwe pamusoro pangu. Ndosaka, ndirikufara muutera wangu, mukutukwa, mumatambudziko, munhamo nemukuomerwa, nekuda kwaKristu. Nekuti, pandinenge ndiri pautera, ipapo pandinenge ndinesimba.
|
||||
\v 8 Ndakakumbira katatu kunaShe, kuti aubvise pandiri. \v 9 Asi iye akati: Nyasha dzangu dzakakukwanira; "Nekuti simba rangu rinodzadzisa muutera". Naizvozvo ndichanyanya kuzvirubidza pamusoro peutera wangu, kuitira kuti simba raKristu riwe pamusoro pangu. \v 10 Ndosaka, ndirikufara muutera wangu, mukutukwa, mumatambudziko, munhamo nemukuomerwa, nekuda kwaKristu. Nekuti, pandinenge ndiri pautera, ipapo pandinenge ndinesimba.
|
|
@ -108,6 +108,7 @@
|
|||
"12-title",
|
||||
"12-01",
|
||||
"12-03",
|
||||
"12-06"
|
||||
"12-06",
|
||||
"12-08"
|
||||
]
|
||||
}
|
Loading…
Reference in New Issue