mxc-MZ-chimanika_1ti_text_reg/05/21.txt

1 line
223 B
Plaintext

\v 21 Ndinokuraira, pamberi paMwari, Jesu Kristu, newatumwa wakasarudzwa, chigetai zwinhu izwi, usingaitiuchitsaura wanhu. \v 22 Usakurumidza kuisa mowoko pamusoro pemunhu, uye usabatikana nezwiwi zwewamwe; ramba wakachena.