mxc-MZ-chimanika_1ti_text_reg/02/01.txt

1 line
394 B
Plaintext

\c 2 \v 1 Nenyaya iyi ndinokukumbirai, musati maita zwese, itai shikumbiro, muchinamata, muchinamatira mabasa yekutenda kune wanhu wese; \v 2 kune mambo, kune wese wanechigaro kumosorosoro, kuti wane upenyu wakanyarara uye wakarokeka, kune wadaidzwa kwese kwakarogeka. \v 3 Izwi zwakanaka pamberi paMwari muponesi wedu; \v 4 kune waya wanoda kunti munhu wese aponeswe ngauye kuzoziya chokwandi.