\v 3 Patakakukumbirai pamaenda kuMacedonia, kuti mugare kwaEfeso, kuenda kunoudza waya wanodzidzisa rimwe dzidziso, \v 4 Usazwizuissisi zwengano yemadziteteguru ansigapere, dzinosimudza naro zwisingabvumiri zwarairwa na Mwari, zwiri mukutenda.