mxc-MZ-chimanika_1th_text_reg/05/01.txt

1 line
254 B
Plaintext

\c 5 \v 1 Asi, hama, panyaya yanguwa atifanire kukunyorerai; \v 2 nekuti imi chaiko munoziwa kuti zuwa raIshe richauya sebhava maneru. \v 3 Pawanoti: ''Rugare uye nekugarika'' , kuchauya kwawari kuparadzwa, kunge marwadzo yekubereka, uye ipona amupotswe.