mxc-MZ-chimanika_1th_text_reg/02/07.txt

1 line
378 B
Plaintext

\v 7 Naizwozwo takawa wanyoro kwamuri, kunge mai wanobata mwana wavo nerudo. \v 8 Saizwozwo isu, tinerudo kwamuri, nekuda taida kune tigowerani nemi kwete chete evangeri raMwari, Asi upenyu weduwo, nekuti muchadiwa nesu. \v 9 Nekuti rangarirai, hama, nebasa renyu ramunoramba muchiita; patinokuparidzirai evangeri raMwari, tinochanda usiku nemasikati kuti tisawe mutoro kwamuri.