mxc-MZ-chimanika_1th_text_reg/02/03.txt

1 line
216 B
Plaintext

\v 3 Nekuti kudzidzi kwedu akuna kuya manyipo, kana pakuita zwakaipa, kana kunyegera; \v 4 Asi, takabvimidzwa naMwari kuti vangeri iwimbike, kudaro tinotaura; usamire kufadza wanhu, asi Mwari, anobvimidza moyo dzedu.