mxc-MZ-chimanika_1th_text_reg/01/08.txt

1 line
400 B
Plaintext

\v 8 Nekuti shoko raMwari rakanzwika, kwete kuMacedonia neku akaia chete, asi kutenda kwenyu kuna Mwari kwasvika kwese, aticha taure chinhu. \v 9 Nekuti iwo wanotaura magamuchiriro awakatiita, uye kuti imi makatendeuka sei, muchisiya zvifananidzo, kuti mushandire Mwari mupenyu ne wechokwadi; \v 10 uye kuti amiririre Mwana wake kudenga, waakamutsa kuwakafa: Jesu, tisunugurei kune kutsamwa kurikuya.