mxc-MZ-chimanika_1th_text_reg/01/02.txt

1 line
215 B
Plaintext

\v 2 Tinopa nyasha kuna Mwari kune imi mose, tichikuragarirai patinonamata. \v 3 Pamberi pa Baba Mwari wedu, tinoragarira tisinganete pabasa renyu rekutenda, pabasa rerudo, uye kuchinga patariro kwaIshe Jesu Kristu.