\v 14 Nekuti hama, imi makawa watedzire wekereke yaMwari iri kuJudea kna Kristu Jesu; nekuti makatambudzika sezwakanakana newakuru wenyu, kunge iwo wejudea; \v 15 waya wakaurya Ishe Jesu, uye wakawatera uye awana kufadza Mwari, wakasiana newese: \v 16 Iwo wanotirambidza kuti titaure newahedeni, kuti waponeswe. ikozwino warikuzwadza nechiwi, asi, kumagumo, kutsamwa kuchauya pamusoro pawo.