Thu Jul 27 2023 13:09:30 GMT+0100 (Western European Summer Time)

This commit is contained in:
Tomussone José Machinga 2023-07-27 13:09:30 +01:00
parent 3913668653
commit feac0fe9ae
1 changed files with 1 additions and 1 deletions

View File

@ -1 +1 @@
\v 8 \v 9 \v 10 Nekuti shoko raMwari rakanzwika, kwete kuMacedonia neku akaia chete, asi kutenda kwenyu kuna Mwari kwasvika kwese, aticha taure chinhu. Nekuti iwo wanotaura magamuchiriro awakatiita, uye kuti imi makatendeuka sei, muchisiya zvifananidzo, kuti mushandire Mwari mupenyu ne wechi
\v 8 \v 10 Nekuti shoko raMwari rakanzwika, kwete kuMacedonia neku akaia chete, asi kutenda kwenyu kuna Mwari kwasvika kwese, aticha taure chinhu. \v 9 Nekuti iwo wanotaura magamuchiriro awakatiita, uye kuti imi makatendeuka sei, muchisiya zvifananidzo, kuti mushandire Mwari mupenyu ne wechokwadi; uye kuti amiririre Mwana wake kudenga, waakamutsa kuwakafa: Jesu, tisunugurei kune kutsamwa kurikuya.