mxc-MZ-chimanika_1pe_text_reg/01/24.txt

1 line
217 B
Plaintext
Raw Blame History

This file contains invisible Unicode characters

This file contains invisible Unicode characters that are indistinguishable to humans but may be processed differently by a computer. If you think that this is intentional, you can safely ignore this warning. Use the Escape button to reveal them.

\v 24 Nokuti, “Vanhu vose vakaita souswa, uye kuyevedza kwavo kwakaita samaruva ouswa; uswa hunosvava uye maruva anowira pasi, \v 25  asi shoko raShe rinogara nokusingaperi.” Uye iri ndiro shoko ramakaparidzirwa.