1 line
388 B
Plaintext
1 line
388 B
Plaintext
\v 12 Ndakakunyorerai muchidimbu ndichibatsirwa naSirasi hama yangu yakatendeka, ndichikukurudzirai uye ndichipupura kuti idzi ndidzo nyasha dzaMwari dzechokwadi. \v 14 Mirai makasimba madziri. Kereke iri muBhabhironi, yakasanangurwa pamwe chete nemi, inokukwazisai, uye mwanakomana wangu Mako anokukwazisaiwo. \v 13 Kwazisanai nokutsvodana kworudo. Rugare kwamuri mose muri muna Kristu. |