mxc-MZ-chimanika_1pe_text_reg/03/10.txt

1 line
391 B
Plaintext

\v 10 Nokuti uyo anoda upenyu kuti agoona mazuva akanaka anofanira kudzora rurimi rwake pane zvakaipa, nemiromo yake pakutaura zvinonyengera. \v 11 Anofanira kudzoka pane zvakaipa agoita zvakanaka, anofanira kutsvaka rugare agorutevera. \v 12 Nokuti meso aShe ari pamusoro pavakarurama, uye nzeve dzake dzakateerera kumunyengetero wavo, asi chiso chaShe chakanangana nawaya wanoita zvakaipa.