mxc-MZ-chimanika_1pe_text_reg/03/01.txt

1 line
227 B
Plaintext

\c 3 \v 1 Saizvozvo nemiwo vakadzi, muzviise pasi pavarume venyu kuitira kuti, kana vamwe vavo vasingatendi shoko, vangadzorwa namafambiro avakadzi vavo pasina shoko rarewa, \v 2 pavanoona kuchena nokuremekedzwa koupenyu wenyu.