mxc-MZ-chimanika_1pe_text_reg/01/01.txt

1 line
341 B
Plaintext

\c 1 \v 1 Petro, muwapostora waJesu Kristu, kune wakatsarwa wakatorwa munyika wakapararira mupondasi, Garacia, neKapadhonia, Ezhia neBhitinia, \v 2 wakatsarwa nemahererano nekuziwa zviri mberi zvinoita Mwari, wachipupurirwa neMweya Mutswene, kuti muterere Jesu Kristu nekusaswa neropa rake. Kuti Nyasha dziwe nemi uye rugare rwenyu rewande.