Wed Dec 06 2023 12:57:21 GMT+0000 (Western European Standard Time)

This commit is contained in:
tsDesktop 2023-12-06 12:57:22 +00:00
parent 2b6b08b694
commit cfc17c8499
3 changed files with 4 additions and 6 deletions

View File

@ -1,3 +1 @@
\v 20 \v 21 20 Akasanangurwa kare nyika isati yavapo, asi akaratidzwa kwamuri mumazuva ano okupedzisira nokuda kwenyu. 
21 Kubudikidza naye munotenda kuna Mwari, akamumutsa kubva kuvakafa uye akamukudza, kuti kutenda kwenyu netariro yenyu zvive muna Mwari.
\v 20 Akasanangurwa kare nyika isati yavapo, asi akaratidzwa kwamuri mumazuva ano okupedzisira nokuda kwenyu. \v 21 Kubudikidza naye munotenda kuna Mwari, akamumutsa kubva kuvakafa uye akamukudza, kuti kutenda kwenyu netariro yenyu zvive muna Mwari.

View File

@ -1,3 +1 @@
\v 22 \v 23 22 Zvino zvamakanatsa mwoyo yenyu nokuteerera chokwadi kuitira kuti mude hama muzvokwadi, munofanira kudanana zvikuru, zvichibva pamwoyo. 
23 Nokuti makaberekwa patsva, kwete nembeu inoora, asi isingaori, neshoko raMwari benyu uye rinogara nokusingaperi.
\v 22 Zvino zvamakanatsa mwoyo yenyu nokuteerera chokwadi kuitira kuti mude hama muzvokwadi, munofanira kudanana zvikuru, zvichibva pamwoyo. \v 23 Nokuti makaberekwa patsva, kwete nembeu inoora, asi isingaori, neshoko raMwari benyu uye rinogara nokusingaperi.

View File

@ -48,6 +48,8 @@
"01-13",
"01-15",
"01-18",
"01-20",
"01-22",
"02-title",
"02-01",
"02-04",