Wed Dec 06 2023 11:29:46 GMT+0000 (Western European Standard Time)

This commit is contained in:
tsDesktop 2023-12-06 11:29:47 +00:00
parent 2fc6454b7a
commit cf24f08700
3 changed files with 5 additions and 5 deletions

View File

@ -1 +1 @@
\v 3  Mwari, Baba vaIshe wedu Jesu Kristu, ngaarumbidzwe Nengoni dzake dzekuru, akatibereka patsva akatipinza mutariro mhenyu nokumuka kwaJesu Kristu kubva kuvakafa, \v 4  akatiisa munhaka isingagoni kuparara, isingaori kana kusvava, yamakachengeterwa kudenga, \v 5 imi munodzivirirwa nesimba raMwari nokutenda kusvikira ruponeso rwauya rwakagadzirirwa kuti ruratidzwe munguva dzokupedzisira.
\v 3 Mwari, Baba vaIshe wedu Jesu Kristu, ngaarumbidzwe Nengoni dzake dzekuru, akatibereka patsva akatipinza mutariro mhenyu nokumuka kwaJesu Kristu kubva kuvakafa, \v 4 akatiisa munhaka isingagoni kuparara, isingaori kana kusvawa, yamakachengeterwa kudenga, \v 5 imi munodzivirirwa nesimba raMwari nokutenda kusvikira ruponeso rwauya rwakagadzirirwa kuti ruratidzwe munguva dzokupedzisira.

View File

@ -1,3 +1,2 @@
\v 6 \v 7 6 Mune izvi munofara zvikuru kunyange zvino, kana zvichifanira, muchitambudzika kwechinguva chiduku nenzira dzose dzemiedzo. 
7 Izvi zvakauya kuitira kuti kutenda kwenyu, kunokosha kupfuura goridhe, rinoparara kunyange zvaro rakanatswa nomoto, kuwanikwe kwakakwana uye kuve kunorumbidzwa, kunobwinya uye kunokudzwa pakuratidzwa kwaJesu Kristu.
\v 6 Mune izvi munofara zvikuru kunyange zvino, kana zvichifanira, muchitambudzika kwechinguva chiduku nenzira dzose dzemiedzo.
\v 7 Izvi zvakauya kuitira kuti kutenda kwenyu, kunokosha kupfuura goridhe, rinoparara kunyange zvaro rakanatswa nomoto, kuwanikwe kwakakwana uye kuve kunorumbidzwa, kunobwinya uye kunokudzwa pakuratidzwa kwaJesu Kristu.

View File

@ -40,6 +40,7 @@
"finished_chunks": [
"front-title",
"01-title",
"01-01"
"01-01",
"01-03"
]
}