Wed Dec 06 2023 11:55:46 GMT+0000 (Western European Standard Time)

This commit is contained in:
tsDesktop 2023-12-06 11:55:47 +00:00
parent 18deb58979
commit bc61f352b8
5 changed files with 14 additions and 2 deletions

View File

@ -1,3 +1,5 @@
\v 18 \v 19 \v 20 18 Varanda, zviisei pasi pavatenzi venyu nokukudza kwose, kwete kuna avo vakanaka navane hanya bedzi, asi nokuna vayawo vane hasha. 
19 Nokuti zvinorumbidzwa kana munhu achitsungirira ari pasi pokurwadziwa nokutambudzika kusakafanira nokuti anoziva kuti Mwari ariko.
19 Nokuti zvinorumbidzwa kana munhu achitsungirira ari pasi pokurwadziwa nokutambudzika kusakafanira nokuti anoziva kuti Mwari ariko.
20 Asi mungarumbidzwa sei kana muchirohwa nokuda kwokuita zvakaipa uye muchitsunga mazviri? Asi kana muchitambudzika nokuda kwokuti munoita zvakanaka uye muchitsunga mazviri, izvozvo zvinorumbidzwa pamberi paMwari.

5
02/21.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1,5 @@
\v 21 \v 22 \v 23 21 Makadanirwa izvozvi, nokuti Kristu akatambudzika nokuda kwenyu, akakusiyirai muenzaniso, kuti mutevere makwara ake.
22 “Haana kutadza, uye kunyengera hakuna kuwanikwa mumuromo make.”
23 Pavakamutuka, haana kudzorera; paakatambudzika, haana kutyisidzira. Asi, akazviisa kuna iye anotonga nokururama.

3
02/24.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1,3 @@
\v 24 \v 25 24 Iye pachake akatakura zvivi zvedu mumuviri wake pamuti, kuitira kuti isu tife kuzvivi tigorarama zvakarurama: namavanga ake imi makaporeswa. 
25 Nokuti imi makanga makaita samakwai akarasika, asi zvino madzokera kuMufudzi noMutariri wemweya yenyu.

1
03/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Chitsauko 3

View File

@ -47,6 +47,7 @@
"01-11",
"01-13",
"01-15",
"01-18"
"01-18",
"03-title"
]
}