Wed Dec 06 2023 12:39:46 GMT+0000 (Western European Standard Time)

This commit is contained in:
tsDesktop 2023-12-06 12:39:47 +00:00
parent 1cbeee060e
commit b9abef66fb
4 changed files with 6 additions and 7 deletions

View File

@ -1 +1 @@
\v 10 Nokuti, “Uyo anoda upenyu kuti agoona mazuva akanaka anofanira kudzora rurimi rwake pane zvakaipa, nemiromo yake pakutaura zvinonyengera. \v 11 Anofanira kudzoka pane zvakaipa agoita zvakanaka, anofanira kutsvaka rugare agorutevera. \v 12 Nokuti meso aShe ari pamusoro pavakarurama, uye nzeve dzake dzakateerera kumunyengetero wavo, asi chiso chaShe chakanangana nawaya wanoita zvakaipa.
\v 10 Nokuti uyo anoda upenyu kuti agoona mazuva akanaka anofanira kudzora rurimi rwake pane zvakaipa, nemiromo yake pakutaura zvinonyengera. \v 11 Anofanira kudzoka pane zvakaipa agoita zvakanaka, anofanira kutsvaka rugare agorutevera. \v 12 Nokuti meso aShe ari pamusoro pavakarurama, uye nzeve dzake dzakateerera kumunyengetero wavo, asi chiso chaShe chakanangana nawaya wanoita zvakaipa.

View File

@ -1,3 +1 @@
\v 13 \v 14 13 Ndianiko achakuitirai zvakaipa kana muchishingairira kuita zvakanaka? 
14 Asi kunyange dai mungatambudzika nokuda kwezvakanaka, makaropafadzwa imi. “Murege kutya zvavanotya ivo; musavhundutswa.”
\v 13 Ndianiko achakuitirai zvakaipa kana muchishingairira kuita zvakanaka? \v 14 Asi kunyange dai mungatambudzika nokuda kwezvakanaka, makaropafadzwa imi. “Murege kutya zvawanotya ivo; musavhundutswa.”

View File

@ -1,5 +1,5 @@
\v 15 \v 16 \v 17 15 Asi mumwoyo menyu tsaurai Kristu saIshe. Mugare makazvigadzirira nguva dzose kupindura vose vanokubvunzai pamusoro petariro yamunayo. Asi muite izvozvo nounyoro uye nokukudza, 
\v 15 15 Asi mumwoyo menyu tsaurai Kristu saIshe. Mugare makazvigadzirira nguva dzose kupindura vose vanokubvunzai pamusoro petariro yamunayo. Asi muite izvozvo nounyoro uye nokukudza,
16 muchichengeta hana yakachena, kuitira kuti vaya vanotaura zvakaipa pamusoro pamafambiro enyu akanaka muna Kristu vanyadziswe pakureva kwavo. 
\v 16 16 muchichengeta hana yakachena, kuitira kuti vaya vanotaura zvakaipa pamusoro pamafambiro enyu akanaka muna Kristu vanyadziswe pakureva kwavo.
17 Zviri nani, kana kuri kuda kwaMwari, kuti mutambudzike nokuda kwokuita zvakanaka pano kuti mutambudzike nokuda kwokuita zvakaipa.
\v 17 17 Zviri nani, kana kuri kuda kwaMwari, kuti mutambudzike nokuda kwokuita zvakanaka pano kuti mutambudzike nokuda kwokuita zvakaipa.

View File

@ -66,6 +66,7 @@
"03-07",
"03-08",
"03-10",
"03-13",
"05-title"
]
}