Wed Dec 06 2023 11:39:46 GMT+0000 (Western European Standard Time)

This commit is contained in:
tsDesktop 2023-12-06 11:39:47 +00:00
parent 8adf21e681
commit b238d44e6e
3 changed files with 4 additions and 6 deletions

View File

@ -1,2 +1 @@
\v 15 \v 17 Asi, saiye akakudanai mutsvene, ivai vatsvene pane zvose zvamunoita.
\v 16  nokuti kwakanyorwa kuchinzi: “Iwai vatsvene, nokuti ini ndiri mutsvene.” Sezvo muchidana kuna Baba vanotonga basa romunhu mumwe nomumwe vasingatsauri, mugare upenyu hwenyu pano savatorwa muchitya.
\v 15 Asi, saiye akakudanai mutsvene, ivai vatsvene pane zvose zvamunoita. \v 16 nokuti kwakanyorwa kuchinzi: “Iwai vatsvene, nokuti ini ndiri mutsvene.”  \v 17 Sezvo muchidana kuna Baba vanotonga basa romunhu mumwe nomumwe vasingatsauri, mugare upenyu hwenyu pano savatorwa muchitya.

View File

@ -1,3 +1 @@
\v 18 \v 19 18 Nokuti munoziva kuti hamuna kudzikinurwa nezvinhu zvinoora, zvakadai sesirivha kana goridhe, kubva paupenyu hwenyu husina maturo, hwamakagamuchira kubva kumadzitateguru enyu, 
19 asi neropa rinokosha raKristu, iro gwayana risina charingapomerwa uye risina kuremara
\v 18 \v 19 18 Nokuti munoziva kuti hamuna kudzikinurwa nezvinhu zvinoora, zvakadai sesirivha kana goridhe, kubva paupenyu hwenyu husina maturo, hwamakagamuchira kubva kumadzitateguru enyu,   asi neropa rinokosha raKristu, iro gwayana risina charingapomerwa uye risina kuremara

View File

@ -45,6 +45,7 @@
"01-06",
"01-08",
"01-11",
"01-13"
"01-13",
"01-15"
]
}