Wed Dec 06 2023 12:27:46 GMT+0000 (Western European Standard Time)

This commit is contained in:
tsDesktop 2023-12-06 12:27:47 +00:00
parent 37ecdc4a0b
commit 9c3b4a307b
5 changed files with 16 additions and 1 deletions

5
04/12.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1,5 @@
\v 12 \v 13 \v 14 12 Vadikani, musashamiswa nokurwadza kwokutambudzika nemiedzo, sokunge chinhu chisingazivikanwi chaitika kwamuri. 
13 Asi farai kuti munogovana naKristu mumatambudziko, kuitira kuti mufare kwazvo pakuonekwa kwokubwinya kwake. 
14 Kana muchitukwa nokuda kwezita raKristu, makaropafadzwa, nokuti mweya wokubwinya nowaMwari unogara pamuri.

3
04/15.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1,3 @@
\v 15 \v 16 15 Ngakurege kuva nomumwe wenyu achatambudzika, nemhaka yokuti imhondi, kana mbavha, kana kuti anoita zvimwe zvakaipa zvemhando ipi zvayo, kana kusarega zvavamwe. 
16 Kunyange zvakadaro, kana muchitambudzika somuKristu, musanyadziswa, asi rumbidzai Mwari nokuti mune zita iroro.

5
04/17.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1,5 @@
\v 17 \v 18 \v 19 17 Nokuti inguva yokuti kutonga kutange mumba maMwari; uye kana kuchitanga nesu, zvichazoveiko kuna vaya vasingateereri vhangeri raMwari? 
18 Uye, “Kana zvichiremera akarurama kuti aponeswe, ko, asingazivi Mwari nomutadzi vachazovei?”
19 Saka zvino, vaya vanotambudzika nokuda kwaMwari vanofanira kuzviisa kuMusiki wavo akatendeka uye vagoramba vachiita zvakanaka

1
05/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Chitsauko 5

View File

@ -59,6 +59,7 @@
"02-18",
"02-21",
"02-24",
"03-title"
"03-title",
"05-title"
]
}