Wed Dec 06 2023 12:31:46 GMT+0000 (Western European Standard Time)

This commit is contained in:
tsDesktop 2023-12-06 12:31:47 +00:00
parent b4149efbec
commit 6efd44a68e
3 changed files with 4 additions and 6 deletions

View File

@ -1,3 +1 @@
\c 3 \v 1 \v 2 Saizvozvo nemiwo vakadzi, muzviise pasi pavarume venyu kuitira kuti, kana vamwe vavo vasingatendi shoko, vangadzorwa namafambiro avakadzi vavo pasina shoko rarehwa, 
2 pavanoona kuchena nokuremekedzwa kwoupenyu hwenyu.
\c 3 \v 1 Saizvozvo nemiwo vakadzi, muzviise pasi pavarume venyu kuitira kuti, kana vamwe vavo vasingatendi shoko, vangadzorwa namafambiro avakadzi vavo pasina shoko rarewa, \v 2 pavanoona kuchena nokuremekedzwa koupenyu wenyu.

View File

@ -1,3 +1 @@
\v 3 \v 4 3 Runako rwenyu ngarurege kubva pakushonga kwokunze, kwakadai sebvudzi rakarukwa uye nokushonga zvishongo zvegoridhe nenguo dzakaisvonaka. 
4 Asi, runofanira kuva rwomunhu womukati, iko kunaka kusingaori kwounyoro nekwomweya wakapfava, kunova ndiko kunokosha pamberi paMwari.
\v 3 Runako rwenyu ngarurege kubva pakushonga kwokunze, kwakadai sebvudzi rakarukwa uye nokushonga zvishongo zvegoridhe nenguo dzakaisvonaka.  \v 4 Asi, runofanira kuva rwomunhu womukati, iko kunaka kusingaori kwounyoro nekwomweya wakapfava, kunova ndiko kunokosha pamberi paMwari.

View File

@ -60,6 +60,8 @@
"02-21",
"02-24",
"03-title",
"03-01",
"03-03",
"05-title"
]
}