Wed Dec 06 2023 12:35:46 GMT+0000 (Western European Standard Time)

This commit is contained in:
tsDesktop 2023-12-06 12:35:47 +00:00
parent 9bae813390
commit 1d76c36c20
4 changed files with 6 additions and 4 deletions

View File

@ -1 +1 @@
\v 5 Nokuti waizvishongedza saizvozvi vakadzi watsvene wakare awo waiisa tariro yavo muna Mwari. \v 6 wakanga vachizviisa pasi pavarume vavo chaivo,  saSara, akateerera Abhurahama akamuti ishe wake. Muri wanasikana, wake kana muchiita zvakanaka uye musingapi kutya nzvimbo.
\v 5 Nokuti waizvishongedza saizvozvi vakadzi watsvene wakare awo waiisa tariro yavo muna Mwari. \v 6 Wakanga vachizviisa pasi pavarume vavo chaivo,  saSara, akateerera Abhurahama akamuti ishe wake. Muri wanasikana, wake kana muchiita zvakanaka uye musingapi kutya nzvimbo.

View File

@ -1 +1 @@
\v 7 7 Saizvozvo, varume, garai zvakanaka navakadzi venyu, uye muvabate norukudzo somudziyo usina simba uye savadyi venhaka pamwe chete nemi, yechipo chinokosha choupenyu, kuti parege kuva nechinodzivisa minyengetero yenyu.
\v 7 Saizvozvo, warume, garai zvakanaka navakadzi wenyu, uye muwabate norukudzo somudziyo usina simba uye savadyi wenhaka pamwe chete nemi, yechipo chinokosha choupenyu, kuti parege kuwa nechinodziwisa minyengetero yenyu.

View File

@ -1,3 +1,3 @@
\v 8 \v 9 8 Pakupedzisira, imi mose, mugare norugare mumwe nomumwe wenyu; munzwirane ngoni, mudanane sehama, munzwirane tsitsi uye muzvininipise. 
\v 8 Pakupedzisira, imi mose, mugare norugare mumwe nomumwe wenyu; munzwirane ngoni, mudanane sehama, munzwirane tsitsi uye muzvininipise.
9 Regai kudzorera chakaipa nechakaipa kana kutuka nokutuka, asi namaropafadzo, nokuti ndizvo zvamakadanirwa izvozvo kuitira kuti mugare nhaka yokuropafadzwa.
\v 9 9 Regai kudzorera chakaipa nechakaipa kana kutuka nokutuka, asi namaropafadzo, nokuti ndizvo zvamakadanirwa izvozvo kuitira kuti mugare nhaka yokuropafadzwa.

View File

@ -62,6 +62,8 @@
"03-title",
"03-01",
"03-03",
"03-05",
"03-07",
"05-title"
]
}