|
\v 4 Ndinogara ndichinamata Mwari nguwa dzese nekuda kwenyu, pamusoro penyasha dzaMwari dzamakapiwa munaKristu Jesu. \v 5 Iye akakupfumisai pazwinhu zwese, maari, pakutaura kwese, nepakuziwa kwese, \v 6 Nekudaro nechapupu chaKristu chakasimbiswa kwamuri. |