mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/09/24.txt

1 line
525 B
Plaintext

\v 24 Hamuziwe here kuti panhangemutange wanhu wese wanomanya, asi umwe chete ndiye anopowa mubairo? saka ndirikumanya kuti ndiwane mubairo. \v 25 Wanhu wese wanopida mumutambo wanozvirowedza zvakaoma. Iwo wanoita izvi kuti wasarunze korona inoparara, asi isu tinomanyira kuti tiwane korona insigapere. \v 27 Naizvozvo, hadimanye ndisina ramagwana, andirwe ndichirowa mhepo; \v 26 asi ndinoweredzera mmwiri wangu ndinouita murand, kuitirei kuti mushure mukunge ndapedza kuparidzira amwe, ini pachangu ndirige kushaya mubairo.