mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/03/01.txt

1 line
229 B
Plaintext

\c 3 \v 1 Hama, ini ndakanga ndisingagoni kukutaurirai sewanhu wemweya, asi sewanhu wenyama, newana muna Kristo. \v 2 ini ndakakuchengetai nemukaka, kwete nechekuyha, nekuti makanga musati masimba, uye amusati masimba zvakakwana.